2 Samueri 17:14 BDMCS

14 Abhusaromu navarume vose veIsraeri vakati, “Zano raHushai muAriki riri nani pane raAhitoferi.” Nokuti Jehovha aida kukonesa zano rakanaka raAhitoferi kuitira kuti auyise njodzi pamusoro paAbhusaromu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 17

Maonero 2 Samueri 17:14 akapoteredza