2 Samueri 20:16 BDMCS

16 mukadzi akangwara akadanidzira ari muguta akati, “Inzwai! Inzwai! Taurirai Joabhu kuti auye pano kuti ndigotaura naye.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:16 akapoteredza