2 Samueri 20:17 BDMCS

17 Akaenda kwaari, iye akamubvunza akati, “Ndiwe Joabhu here?” Akapindura akati, “Ndini.” Mukadzi akati, “Teererai zvinoreva murandakadzi wenyu.” Iye akati, “Ndakateerera.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 20

Maonero 2 Samueri 20:17 akapoteredza