2 Samueri 21:17 BDMCS

17 Asi Abhishai mwanakomana waZeruya akanunura Dhavhidhi; akabayira muFiristia pasi akamuuraya. Ipapo vanhu vaDhavhidhi vakapika kwaari vachiti, “Hamuchazomboendizve nesu kuhondo, kuitira kuti mwenje weIsraeri urege kuzodzimwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:17 akapoteredza