18 Shure kwaizvozvo, kwakavazve nokurwa navaFiristia, paGobhi. Panguva iyoyo Sibhekai muHushati akauraya Safi, mumwe wezvizvarwa zvaRafa.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21
Maonero 2 Samueri 21:18 akapoteredza