2 Samueri 21:19 BDMCS

19 Pano kumwe kurwa navaFiristia paGobhi, Erihanani mwanakomana waJoare-Oregimi muBheterehema akauraya Goriati muGiti, akanga ane pfumo raiva nerwiriko rwakanga rwakaita setsvimbo yomuruki.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:19 akapoteredza