2 Samueri 21:20 BDMCS

20 Pano kumwe kurwazve, kwakaitika paGati, pakanga pane hofori yomurume akanga ane minwe mitanhatu paruoko rumwe norumwe uye zvigunwe zvitanhatu parutsoka rumwe norumwe, zvose zviri makumi maviri nezvina. Naiyewo akanga ari chizvarwa chaRafa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:20 akapoteredza