2 Samueri 21:8 BDMCS

8 Asi mambo akatora Arimoni naMefibhosheti, vanakomana vaviri vaRizipa mwanasikana waAya, waakanga aberekera Sauro, pamwe chete navanakomana vashanu vaMerabhi mwanasikana waSauro, waakanga aberekera Adhirieri mwanakomana waBhazirai muMehorati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:8 akapoteredza