2 Samueri 21:9 BDMCS

9 Akavaisa mumaoko avaGibheoni, ivo vakavasungirira pachikomo pamberi paJehovha. Vose vari vanomwe vakafa pamwe chete; vakaurayiwa panguva yokutanga kukohwa, pakutanga kwokukohwewa kwebhari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 21

Maonero 2 Samueri 21:9 akapoteredza