2 Samueri 22:24 BDMCS

24 Ndakanga ndisina chandinopomerwa pamberi pake, uye ndakazvichengeta kuti ndirege kutadza.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 22

Maonero 2 Samueri 22:24 akapoteredza