2 Samueri 22:37 BDMCS

37 Munotambanudza nzira pasi pangu,kuitira kuti zvitsitsinho zvangu zvirege kutsauka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 22

Maonero 2 Samueri 22:37 akapoteredza