2 Samueri 22:8 BDMCS

8 “Nyika yakadedera uye ikazungunuka, nheyo dzokudenga dzakadengenyeka;dzakadedera nokuti akanga atsamwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 22

Maonero 2 Samueri 22:8 akapoteredza