2 Samueri 22:7 BDMCS

7 Mukutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha;ndakadanidzira kuna Mwari wangu.Akanzwa inzwi rangu ari mutemberi yake; kuchema kwangu kwakasvika munzeve dzake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 22

Maonero 2 Samueri 22:7 akapoteredza