2 Samueri 24:16 BDMCS

16 Mutumwa akati atandavadza ruoko rwake kuti aparadze Jerusarema, Jehovha akazvidemba nokuda kwenjodzi iyi akati kumutumwa akanga achiparadza vanhu, “Zvaringana! Dzora ruoko rwako.” Mutumwa waJehovha ipapo akanga ava paburiro raArauna muJebhusi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:16 akapoteredza