2 Samueri 24:17 BDMCS

17 Dhavhidhi akati aona mutumwa akanga achiuraya vanhu, akati kuna Jehovha, “Ini ndini ndakatadza uye ndikaita zvakaipa. Ava vanongova havo makwai chete. Chiiko chavakaita? Ruoko rwenyu ngaruwire pamusoro pangu ini nemhuri yangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 24

Maonero 2 Samueri 24:17 akapoteredza