2 Samueri 9:6 BDMCS

6 Zvino Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro akati asvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake kuti aratidze rukudzo.Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Samueri 9

Maonero 2 Samueri 9:6 akapoteredza