Amosi 4:7 BDMCS

7 “Ndakamisawo mvura kuti isanaya kwasara mwedzi mitatu kuti mukohwe. Ndakatumira mvura kuguta rimwe chete ndikasanayisa kune rimwe. Mumwe munda wakawana mvura mumwe wakashayiwa uye ukaoma.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 4

Maonero Amosi 4:7 akapoteredza