Amosi 4:8 BDMCS

8 Vanhu vakadzedzereka vachibva kune rimwe guta vachienda kune rimwe kundotsvaka mvura, asi havana kuwana yaivaringana kuti vanwe, kunyange zvakadaro hamuna kudzokera kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Amosi 4

Maonero Amosi 4:8 akapoteredza