Dhanieri 2:46 BDMCS

46 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake pamberi paDhanieri akamuremekedza akarayira kuti apiwe chipo nezvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 2

Maonero Dhanieri 2:46 akapoteredza