Dhanieri 6:13 BDMCS

13 Ipapo vakati kuna mambo, “Dhanieri, mumwe wavakatapwa vakabva Judha, haakuteererei, imi mambo, kana kuchirevo chamakatema norunyoro rwenyu. Achiri kunyengetera katatu pazuva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:13 akapoteredza