Dhanieri 6:14 BDMCS

14 Mambo akati anzwa izvi, akatambudzika zvikuru; akanga achida kurwira Dhanieri uye akaedza nzira dzose dzokumuponesa kusvikira kwadoka.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:14 akapoteredza