Dhanieri 6:15 BDMCS

15 Ipapo varume vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakati kwaari, “Rangarirai imi mambo, kuti maererano nomurayiro wavaMedhia navaPezhia, hakuna chirevo kana mutemo unopiwa namambo unogona kushandurwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 6

Maonero Dhanieri 6:15 akapoteredza