Dhanieri 7:10 BDMCS

10 Rwizi rwomoto rwaiyerera, ruchibuda pamberi pake. Zviuru nezviuru zvakanga zvichimushandira; zviuru gumi zvakapetwa kanokwana gumi zvakamira pamberi pake. Dare rakagara pasi, mabhuku ndokuzarurwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:10 akapoteredza