Dhanieri 7:11 BDMCS

11 “Ipapo ndakaramba ndakatarira nokuda kwamashoko okuzvikudza akanga achitaurwa norunyanga. Ndakaramba ndakatarira kusvikira mhuka iyi yaurayiwa uye muviri wayo waparadzwa ikakandwa mumoto waipfuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:11 akapoteredza