Dhanieri 7:23 BDMCS

23 “Akandipa tsananguro iyi achiti, ‘Mhuka yechina ndiyo umambo hwechina huchaonekwa panyika. Huchasiyana nohumwe umambo uye huchaparadza nyika yose, huchiitsikirira pasi nokuiparadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:23 akapoteredza