Dhanieri 7:24 BDMCS

24 Nyanga gumi ndidzo madzimambo gumi achabva kuumambo uhu. Shure kwavo kuchamuka mumwe mambo, akasiyana navaya vokutanga; achakunda madzimambo matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 7

Maonero Dhanieri 7:24 akapoteredza