Dhanieri 8:14 BDMCS

14 Akati kwandiri, “Zvichatora madekwana namangwanai ane zviuru zviviri zvina mazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswazve.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:14 akapoteredza