Dhanieri 8:15 BDMCS

15 Ini, Dhanieri, pandakanga ndichakatarira chiratidzo ndichiedza kuchinzwisisa, ndakaona hapo pamberi pangu mumwe akanga achitarisika somunhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:15 akapoteredza