Dhanieri 8:17 BDMCS

17 Paakaswedera panzvimbo yandakanga ndimire, ndakatya ndikawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nzwisisa kuti chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzisira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:17 akapoteredza