Dhanieri 8:18 BDMCS

18 Paakanga achataura neni, ndakabatwa nehope huru kwazvo, chiso changu chakatarira pasi. Ipapo akandibata akandisimudza ndikamira netsoka dzangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:18 akapoteredza