Dhanieri 8:3 BDMCS

3 Ndakatarisa kumusoro, ndokuona hapo pamberi pangu pakanga pane gondohwe raiva nenyanga mbiri, rakamira parutivi rwomugero, uye nyanga dzacho dzakanga dzakareba. Rumwe runyanga rwakanga rwakareba kupfuura rumwe asi ndirwo rwakamera mumashure.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:3 akapoteredza