Dhanieri 8:4 BDMCS

4 Ndakatarira gondohwe parakanga richitunga rakananga kumavirira nokumusoro nezasi. Hakuna mhuka yaigona kumisidzana naro, uye hakuna aigona kununura kubva pasimba raro. Raiita zvaraida uye rikava guru.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhanieri 8

Maonero Dhanieri 8:4 akapoteredza