Dhuteronomi 11:25 BDMCS

25 Hakuna munhu achagona kumira kuti akurwisei. Jehovha Mwari wenyu sezvaakakuvimbisai, achaita kuti vanhu vakutyei nokukuvhundukai munyika yose, kwose kwose kwamunoenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 11

Maonero Dhuteronomi 11:25 akapoteredza