Dhuteronomi 12:10 BDMCS

10 Asi muchayambuka Jorodhani mugogara munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu senhaka, uye achakupai zororo kubva kuvavengi venyu vose vakakukomberedzai kuitira kuti mugare murugare.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 12

Maonero Dhuteronomi 12:10 akapoteredza