Dhuteronomi 19:9 BDMCS

9 nokuti mukachenjerera kutevera mirayiro iyi yose yandinokurayirai nhasi, kuti mude Jehovha Mwari wenyu uye mufambe munzira dzake nguva dzose, ipapo munofanira kutsaura maguta matatu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 19

Maonero Dhuteronomi 19:9 akapoteredza