Dhuteronomi 19:10 BDMCS

10 Muite izvi kuitira kuti ropa risina mhosva rirege kuteurwa munyika yenyu, yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive nhaka yenyu, uye kuti murege kuva nemhosva yokuteura ropa.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 19

Maonero Dhuteronomi 19:10 akapoteredza