Dhuteronomi 24:18 BDMCS

18 Murangarire kuti maimbova varanda muIjipiti uye Jehovha Mwari wenyu akakudzikinurai kubva ikoko. Ndokusaka ndichikurayirai kuti muite izvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24

Maonero Dhuteronomi 24:18 akapoteredza