19 Kana uchikohwa munda wako ukakanganwa chisote, usachidzokera kundochitora. Chisiyire mutorwa, nherera kana chirikadzi, kuiitira kuti Jehovha Mwari wako agokuropafadza mumabasa ose amaoko ako.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 24
Maonero Dhuteronomi 24:19 akapoteredza