Dhuteronomi 28:54 BDMCS

54 Kunyange munhu uya munyoro anonzwisisa pakati penyu haazovi netsitsi kuhama yake chaiyo kana kumukadzi wake waanoda kana kuvana vake vaanoda vapenyu,

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:54 akapoteredza