Dhuteronomi 28:55 BDMCS

55 uye haangapi kune mumwe wavo nyama yevana vake yaari kudya. Ndiyo yoga yaachange asarirwa nayo nokuda kwokutambudzwa kwamuchaitwa nomuvengi wenyu panguva yaachakomba maguta enyu ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:55 akapoteredza