Dhuteronomi 28:56 BDMCS

56 Mukadzi ane unyoro uye anonzwisisa pakati penyu, ane unyoro nokunzwisisa zvokuti haangatsiki pasi norutsoka rwake pakati penyu, achava nomufungo wakaipa kumurume waanoda nokumwanakomana kana mwanasikana wake

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:56 akapoteredza