Dhuteronomi 28:63 BDMCS

63 Sezvazvakafadza Jehovha kuti imi mubudirire uye muwande, naizvozvo zvichamufadza kukuitirai zvakaipa nokukuparadzai. Muchadzurwa kubva munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28

Maonero Dhuteronomi 28:63 akapoteredza