64 Jehovha achakuparadzirai pakati pendudzi, kubva kuno rumwe rutivi rwenyika kusvika kuno rumwe. Ikoko muchanamata vamwe vamwari, vamwari vamatanda namabwe, vamusina kumboziva imi kana madzibaba enyu.
Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 28
Maonero Dhuteronomi 28:64 akapoteredza