Dhuteronomi 7:4 BDMCS

4 nokuti vachatsausa vanakomana venyu kubva pakunditevera kuti vashumire vamwe vamwari, uye kutsamwa kwaJehovha kuchapisa pamusoro penyu uye achakuparadzai nokukurumidza.

Verenga chitsauko zvakakwana Dhuteronomi 7

Maonero Dhuteronomi 7:4 akapoteredza