Ekisodho 17:6 BDMCS

6 Ndichamira ipapo pamberi pako padombo riri paHorebhi. Urove dombo, uye mvura ichabuda pariri, kuti vanhu vanwe.” Saka Mozisi akaita izvi pamberi pavakuru vavaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 17

Maonero Ekisodho 17:6 akapoteredza