Ekisodho 17:7 BDMCS

7 Uye akatumidza nzvimbo iyi kuti Masa neMeribha nokuti vaIsraeri vakakavadzana naye uye nokuti vakaedza Jehovha vachiti, “Ko, Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 17

Maonero Ekisodho 17:7 akapoteredza