5 Jeturo, tezvara waMozisi, pamwe chete navanakomana vaMozisi nomukadzi wake, vakauya kwaari kurenje, kwaakanga akadzika musasa pedyo negomo raMwari.
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 18
Maonero Ekisodho 18:5 akapoteredza