6 Jeturo akanga atumira shoko kwaari achiti, “Ini, tezvara wako Jeturo, ndiri kuuya kwauri nomukadzi wako navanakomana vako vaviri.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 18
Maonero Ekisodho 18:6 akapoteredza