Ekisodho 19:13 BDMCS

13 Zvirokwazvo achatakwa namabwe kana kubayiwa nemiseve; hakuna ruoko ruchamubata. Angava munhu kana chipfuwo, haangatenderwi kurarama.’ Vangakwira havo kugomo kana bedzi hwamanda yorunyanga rwegondohwe yaramba ichirira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 19

Maonero Ekisodho 19:13 akapoteredza