Ekisodho 20:19 BDMCS

19 vakati kuna Mozisi, “Taura iwe kwatiri uye tichakuteerera. Asi usarega Mwari achitaura nesu, kuti tirege kufa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ekisodho 20

Maonero Ekisodho 20:19 akapoteredza